Luke 23:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋazikani ʋake ʋose, naʋakadzi, ʋaimuteʋera ʋacibva Garirea, ʋakamira kure, ʋaciʋona iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakanga vachimuziva, pamwe chete navakadzi vakanga vamutevera vachibva kuGarirea, vakamira nechokure, vakatarisa zvinhu zvose izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vaizivana naye namadzimai ainge amutevera achibva kuGarirea vakamira vari chinhambwe vakaona zvinhu izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navazikanwi vake vose, navakadzi, vaimutevera vachibva Gariria, vakamira kure, vachiona izvozvo.
Shona 2009?
Navazikanwi vake vose, navakadzi vaimutevera vachibva Gariri, vakamira kure, vachivona zvinhu izvozvi.
Shona SUB 2002 Bible
Navazikanwi vake vose, navakadzi, vaimutevera vachibva Gareriya, vakamira kure, vachiona izvozvo.