Luke 23:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akauɓurusa, akauputira nomuceka, akauisa mubgiro bgakaŋga bgakacerwa pabge, makaŋga musina‐kumboʋigwa munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akauburutsa, akauputira nomucheka akauisa muguva rakanga racherwa paruware, rakanga risina kumbovigwa munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akachidzikisa akachiputira mufuko rejira rerineni. Akamuradzika muguva rakanga raitwa zvokuchezerwa mudombo makanga musati mamboradzikwa munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akachiburusa, akachiputira nomucheka, akachiuisa mubwiro hwakanga hwakacherwa pabwe, makanga musina kumbovigwa munhu.
Shona 2009?
akauburusa, akauputira nerineni yakapfava, akauradzika mubwiro bwakanga bwakacherwa pabwe, makanga musina kumbovigwa munhu.
Shona SUB 2002 Bible
akachiburusa, akachiputira nomucheka, akachiuisa muhwiro hwakanga hwakacherwa pabwe, makanga musina kumbovigwa munhu.