Luke 23:56 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadzoka, ʋakagadzira ɀinonhuwira namafuta. Ʋakazorora nomusi wesaɓata ʋaciterera murairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakaenda kumba vakandogadzira zvinonhuwira namafuta anonhuwira. Asi vakazorora nomusi weSabata vachiteerera murayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzokera vakandogadzirira tunonhuwirira namafuta. Pazuva reSabata vakazorora sezvaidiwa nomutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzoka, vakagadzira zvinonhuwira namafuta. Vakazorora nomusi weSabata vachiterera murayiro.
Shona 2009?
Vakadzoka, vakagadzira zvinonhuhwira nezvizoro vakazorora nesabata sezvinoreva murairo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzoka, vakagadzira zvinonhuwira namafuta. Vakazorora nomusi weSabata vachiterera murairo.