Luke 23:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pirato wakati acinzwa iɀoɀo, akabvunza kana munhu uyu ari muGarirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anzwa izvi, Pirato akabvunza kuti murume uyu akanga ari muGarirea here.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pirato paakanzwa izvi akabvunza kuti munhu uyu akanga ari wokuGarirea here.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pirato wakati achinzwa izvozvo, akabvunza kana munhu uyu ari muGarirea.
Shona 2009?
Pirato wakati anzwa zveGariri, akabvunza kana munhu uyu ari muGariri.
Shona SUB 2002 Bible
Pirato wakati achinzwa izvozvo, akabvunza kana munhu uyu ari muGareriya.