Luke 24:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takaŋga ticiti ndiye waizodzikinura ʋaIsraeri; ʋuye pamsoro paiɀoɀo ɀose, nhasi raʋa zuʋa retatu kubva pakuitwa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi isu takanga tichitarisira kuti ndiye akanga achizodzikinura vaIsraeri. Pamusoro paizvozvo, ratova zuva rechitatu kubvira pazvakaitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi taivimba kuti ndiye aizonunura Isiraeri. Chimwewo ndechokuti zvino atova mazuva matatu zvaitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takanga tichiti ndiye aizodzikinura vaIsiraeri; uye pamusoro paizvozvo zvose, nhasi rava zuva retatu kubva pakuitwa kwazvo.
Shona 2009?
Asi isu takanga tichivimba kuti ndiye waizodzikunura vaIsraeri. Asi pamusoro paizvozvo zvose, nhasi rava zuva retatu zvinhu izvi zvaitika.
Shona SUB 2002 Bible
Takanga tichiti ndiye aizodzikinura VaIsiraeri; uye pamusoro paizvozvo zvose, nhasi rava zuva retatu kubva pakuitwa kwazvo.