Luke 24:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ɀe, ʋamŋe ʋakadzi ʋokweɗu, ʋakaŋga ʋafumira kubgiro, ʋakatishamisa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve vamwe vakadzi vokwedu vatishamisa. Vaenda kuguva nhasi mambakwedza
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwezve ndechokuti mamwe madzimai echikwata chedu vatikangaidza. Vaenda kuguva mangwananingwanani
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uyezve, vamwe vakadzi vokwedu, vakanga vafumira kubwiro, vakatishamisa;
Shona 2009?
Asi vamwe vakadzi vokwedu vatishamisa, vanga vafumira kubwiro;
Shona SUB 2002 Bible
“Uyezve, vamwe vakadzi vokwedu, vakanga vafumira kuhwiro, vakatishamisa;