Luke 24:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka neŋguʋa iyo, ʋakadzokera Jerusarema, ʋakawana ʋanegumi nomumŋe naʋaiʋa naʋo ʋakaʋuŋgana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasimuka panguva iyoyo vakadzokera kuJerusarema. Ikoko, vakandowana vane gumi nomumwe navamwe vavaiva navo, vakaungana pamwe chete
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva vasimuka nguva yakareyo vakadzokera kuJerusaremu. Vakasvikowana vane gumi nomumwechete vaya vakaungana navamwe vavaiva navo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka nenguva iyo, vakadzokera Jerusaremu, vakawana vane gumi nomumwe navaiva navo vakaungana.
Shona 2009?
Vakasimuka nenguva iyoyo, vakadzokera Jerusarema, vakawana vanegumi nomumwe vakavungana pamwechete navaiva navo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka nenguva iyo, vakadzokera Jerusaremu, vakawana vane gumi nomumwe navaiva navo vakaungana.