Luke 24:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Ishe wamuka ɀirokwaɀo; waʋonekwa naSimoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vachiti, “Ichokwadi! Ishe amuka uye azviratidza kuna Simoni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakati, “Tenzi wamuka zvechokwadi uye azviratidza kuna Simioni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Ishe amuka zvirokwazvo; aonekwa naSimoni.”
Shona 2009?
Vachiti: Ishe wamuka zvirokwazvo; wavonekwa naSimoni.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Ishe amuka zvirokwazvo; aonekwa naSimoni.”