Luke 24:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Ndiɀo ɀakanyorwa, kuti Kristu ucatambudzika, agomuka kuʋakafa nezuʋa retatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Izvi ndizvo zvakanyorwa kuti: Kristu achatambudzika agomuka kuvakafa pazuva rechitatu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu;
Shona 2009?
Akati kwavari: Ndizvo zvakanyorwa, uye Kristu unofanira kutambudzika, nokumuka kuvakafa zuva retatu;
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu;