Luke 24:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino nokutya kwaʋo ʋakakotamira pasi neɀiso ɀaʋo, iʋo ʋakati kwaʋari: Munotȿakireiko mupenyu pakati paʋakafa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukutya kwavo, vakadzi vaya vakakotama pasi nezviso zvavo, asi varume ava vakati kwavari, “Seiko muchitsvaka mupenyu pakati pavakafa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvavakanga vavakutya zvikuru vakamira vakatsikitsira uso pasi. Varume vaya vakati kwavari, “Munotsvakireiko vapenyu mukati mavakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa?
Shona 2009?
zvino vachiri kutya vakakotamira pasi nezviso, \add vatumwa\add* vakati kwavari: Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa?
Shona SUB 2002 Bible
zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa?