Luke 24:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakadzoka ʋacibva kubgiro, ʋakaʋudza ʋanegumi nomumŋe naʋamŋe ʋose ɀinhu iɀoɀo ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vadzoka kubva kuguva, vakataurira vane gumi nomumwe zvinhu zvose izvi, uye nokuna vamwe vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakadzoka vachibva kubwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose.
Shona 2009?
Vakadzoka vachibva kubwiro, vakavudza zvinhu izvi zvose vanegumi nomumwe navamwe vose.
Shona SUB 2002 Bible
vakadzoka vachibva kuhwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose.