Luke 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋazhinji ʋakamubvunza, ʋaciti: Ɀino toɗiniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vazhinji vakati, “Zvino toita seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruzhinji rwavanhu rwakamubvunza rwuchiti, “Zvino toiteiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vazhinji vakamubvunza, vachiti, “Zvino todiniko?”
Shona 2009?
Chaunga chikamubvunza, chichiti: Zvino todiniko?
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vazhinji vakamubvunza, vachiti, “Zvino todiniko?”