Luke 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Musareʋa mari kupfuʋura pamakarairwa napo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Musatora mari inopfuura mwero wamunofanira kutora.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati kwavari, “Musaterese vanhu kupfuura pamakatemerwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Musareva mari kupfuura pamakarayirwa napo.”
Shona 2009?
Akati kwavari: Musareva kupfuvura pamakatemerwa napo.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Musareva mari kupfuura pamakarayirwa napo.”