Luke 3:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacatarira, ʋose ʋaciraŋgarira mumŋoyo maʋo pamsoro paJohane, kuti ɀimŋe ndiKristu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakanga vakamirira vakatarisira, uye vose vakanga vachikahadzika mumwoyo mavo kuti zvimwe Johani akanga ari iye Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vanhu zvavakanga vava nechitarisiro, vose vachizvibvunza nechemumwoyo yavo nezvaJohani, vachifunga kuti zvimwe angadaro ari iye Mesia,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakati vagere vachatarisira, vose vachirangarira mumwoyo mavo pamusoro paJohani, kuti zvimwe ndiKristu,
Shona 2009?
Zvino vanhu vakati vachatarisira, vose vachirangarira mumoyo mavo pamusoro paJohwani, kuti zvimwe ndiKrustu,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakati vagere vachatarisira, vose vachirangarira mumwoyo mavo pamusoro paJohani kuti zvimwe ndiKristu,