Luke 3:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakawedzera pamsoro peɀose cinhu ici, kuti wakapfigira Johane mutoroŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Herodhi akawedzera pazviri zvose nokuita izvi: Akapfigira Johani mutorongo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akatowedzera zvakare pamusoro paizvozvi zvose nokuisa kwaakaita Johani mujeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akawedzera pamusoro pezvose chinhu ichi, kuti akapfigira Johani mutorongo.
Shona 2009?
wakawedzerazve pamusoro pezvose nezvizvi, kuti wakapfigira Johwani mutirongo.
Shona SUB 2002 Bible
akawedzera pamusoro pezvose chinhu ichi, kuti akapfigira Johani mutorongo.