Luke 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋakati ʋabapatidzwa, naiye Jesu abapatidzwa ʋo, acinyeŋgetera, ɗeŋga rikazarurwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vakati vachiri kubhabhatidzwa, Jesu akabhabhatidzwawo. Uye akati achinyengetera, denga rakazaruka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati zvino vanhu vose vaombekwa, Jesu akaombekwawo. Achingunonamata denga rakazaruka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose vakati vabhabhatidzwa, naiye Jesu abhabhatidzwawo, achinyengetera, denga rikazarurwa,
Shona 2009?
Zvino zvakaitika \add kuti\add* vanhu vose vabhabhatidzwa, naJesuvo abhabhatidzwa, achinyengetera, denga rakazarurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose vakati vabhabhatidzwa, naiye Jesu abhabhatidzwawo, achinyengetera, denga rikazarurwa,