Luke 3:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana waJesu, mŋanakomana waEriezeri, mŋanakomana waJorimu, mŋanakomana waMatati, mŋanakomana waRevi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwanakomana waJoshua, mwanakomana waEriezeri, mwanakomana waJerimi, mwanakomana waMatati, mwanakomana waRevhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mwanakomana waJoshuwa, mwanakomana waEriezeri, mwanakomana waJorimu, mwanakomana waMatati, mwanakomana waRevhi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana waJese, mwanakomana waEriezeri, mwanakomana waJorimu, mwanakomana waMatati, mwanakomana waRevhi,
Shona 2009?
wakanga ari waJose, wakanga ari waEriazeri, wakanga ari waJorimu, wakanga ari waMatati, wakanga ari waRevhi,
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana waJese, mwanakomana waEriezeri, mwanakomana waJorimu, mwanakomana waMatati, mwanakomana waRevhi,