Luke 3:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana waMerea, mŋanakomana waMena, mŋanakomana waMatata, mŋanakomana waNatamu, mŋanakomana waDavidi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwanakomana waMerea, mwanakomana waMena, mwanakomana waMatata, mwanakomana waNatani, mwanakomana waDhavhidhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mwanakomana waMerea, mwanakomana waMena, mwanakomana waMatata, mwanakomana waNatani, mwanakomana waDhavhidhi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana waMerea, mwanakomana waMena, mwanakomana waMatata, mwanakomana waNatamu, mwanakomana waDhavhidhi,
Shona 2009?
wakanga ari waMerea, wakanga ari waMenani, wakanga ari waMatata, wakanga ari waNatatani, wakanga ari waDhavhidhi,
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana waMerea, mwanakomana waMena, mwanakomana waMatata, mwanakomana waNatamu, mwanakomana waDhavhidhi,