Luke 3:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana waJese, mŋanakomana waJobedi, mŋanakomana waBoosi, mŋanakomana waSara, mŋanakomana waNasoni,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwanakomana waJese, mwanakomana waSarumoni, mwanakomana waNahashoni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mwanakomana waJese, mwanakomana waObhedhi, mwanakomana waBhoasi, mwanakomana waSara, mwanakomana waSarimoni, mwanakomana waNashoni,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana waJese, mwanakomana waJobhedhi, mwanakomana waBhoasi, mwanakomana waSara, mwanakomana waNasoni,
Shona 2009?
wakanga ari waJese, wakanga ari waObhedhi, wakanga ari waBhowazi, wakanga ari waSarimoni, wakanga ari waNaasoni,
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana waJese, mwanakomana waJobhedhi, mwanakomana waBhoasi, mwanakomana waSara, mwanakomana waNasoni,