Luke 3:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana waMatusara, mŋanakomana waEnoki, mŋanakomana waJareti, mŋanakomana waMarereeri, mŋanakomana waKainami,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwanakomana waMetusera, mwanakomana waEnoki, mwanakomana waJaredhi, mwanakomana waMaharareri, mwanakomana waKenani,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mwanakomana waMetusera, mwanakomana waEnoki, mwanakomana waJaredhi, mwanakomana waMaharareri, mwanakomana waKainani,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana waMatusara mwanakomana waEnoki, mwanakomana waJareti, mwanakomana waMahareeri, mwanakomana waKainami,
Shona 2009?
wakanga ari waMatusara, wakanga ari waEnoki, wakanga ari waJaredhi, wakanga ari waMarereeri, wakanga ari waKainani,
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana waMatusara mwanakomana waInoki, mwanakomana waJareti, mwanakomana waMahareeri, mwanakomana waKainami,