Luke 3:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀaɀakanyorwa mubuku yamashoko aIsaya muprofita, ɀicinzi: Inzwi rounoɗana murenje, Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvazvakanyorwa mubhuku ramashoko aIsaya muprofita zvichinzi: “Inzwi rounodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaShe, ruramisai migwagwa yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ramazwi aIsaya muporofita zvichinzi, “Izwi reanodaidzira ari mugwenga achiti: ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
sezvazvakanyorwa mubhuku yamashoko aIsaya muporofita, zvichinzi, “Izwi roanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.
Shona 2009?
sezvazvakanyorwa mubhuku ramashoko aIsaya muporofita zvichinzi: Inzwi rounodana murenje \add richiti\add*: Gadzirai nzira yaShe, ruramisai migwagwa yake.
Shona SUB 2002 Bible
sezvazvakanyorwa mubhuku yamashoko aIsaya muporofita, zvichinzi, “Izwi roanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.