Luke 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama yose icaʋona ruponeso rwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye marudzi ose avanhu achaona ruponeso rwaMwari.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vachaona ruponeso rwaMwari.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu wose ichaona ruponeso rwaMwari.’ ”
Shona 2009?
uye nyama yose ichavona ruponeso rwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu wose achaona ruponeso rwaMwari.’ ”