Luke 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwakanyorwa, kucinzi: Ucaraira ʋatumŋa ʋake pamsoro pako, kuti ʋakuceŋgete;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “ ‘Iye acharayira vatumwa vake pamusoro pako kuti vakuchengete kwazvo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvakanyorwa zvichinzi; ‘Mwari achaudza vatumwa vake kuti vakuchengete vachikudzivirira,’ uyezve
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Acharayira vatumwa vake pamusoro pako, kuti vakuchengete;’
Shona 2009?
Nokuti kwakanyorwa \add kuchinzi\add*: Ucharaira vatumwa vake pamusoro pako, kuti vakuchengete;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Acharayira vatumwa vake pamusoro pako, kuti vakuchengete;’