Luke 4:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakadzokera Garirea nesimba roMŋeya; mukurumbira wake ukanzwika nenyika yose yakapoteredza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akadzokera kuGarirea musimba roMweya, uye shoko pamusoro pake rakapararira kumativi ose enyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Jesu akadzokera Garirea ava nesimba raMweya; mukurumbira wake ukapararira kwose kwose munharaunda iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akadzokera Gariria nesimba roMweya; mukurumbira wake ukanzwika nenyika yose yakapoteredza.
Shona 2009?
Zvino Jesu wakadzokera Gariri nesimba roMweya; mukurumbira wake ukabudira kunyika yose yakapoteredza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akadzokera Gareriya nesimba roMweya; mukurumbira wake ukanzwika nenyika yose yakapoteredza.