Luke 4:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapiwa buku yomuprofita Isaya; ɀino wakati aipetenura, akawana pakanyorwa panoti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rugwaro rwakapetwa rwaIsaya rwakapiwa kwaari. Pakurubhedhenura, akawana pakanga pakanyorwa kuti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokupiwa bhuku romuporofita Isaya. Akati aripetenura akawana pakanyorwa kunzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapiwa bhuku yomuporofita Isaya; zvino akati aripetenura, akawana pakanyorwa panoti,
Shona 2009?
Akapiwa rugwaro rwomuporofita Isaya. Zvino wakati avhura rugwaro, akawana pakanga pakanyorwa \add kuti\add*:
Shona SUB 2002 Bible
Akapiwa Bhuku yoMuporofita Isaya; zvino akati aripetenura, akawana pakanyorwa panoti,