Luke 4:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi Eria haana‐kutumŋa kunomumŋe waʋo, asi wakatumŋa Sarepta ɓedzi, munyika yeSidoni, kumukadzi waiʋa cirikadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Eria haana kutumwa kuno mumwe wavo, asi kuchirikadzi yeZerafati munyika yeSidhoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi Eriya haana kutumwa kune imwe yadzo kusiya chete kune mukadzi aive chirikadzi kuZarefati munyika yeSidhoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi Eria haana kutumwa kune mumwe wavo, asi akatumwa Sarepita bedzi, munyika yeSidhoni, kumukadzi aiva chirikadzi.
Shona 2009?
asi Eria haana kutumwa kunomumwe wavo, kunze kwekuna Sarepita weSidhoni, kumukadzi chirikadzi.
Shona SUB 2002 Bible
asi Eriya haana kutumwa kune mumwe wavo, asi akatumwa Sarepita bedzi, munyika yeSidhoni, kumukadzi aiva chirikadzi.