Luke 4:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwakaŋga kunaʋaiʋa namaperembudzi ʋazhinji pakati paʋaIsraeri pamazuʋa omuprofita Erisha; hakunomumŋe waʋo wakanatswa, asi Naamani ɓedzi, muSiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kwaiva navazhinji vaiva namaperembudzi panguva yaEria muprofita, asi hapana mumwe chete pakati pavo akanatswa kunze kwaNaamani muSiria.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyezve muIsiraeri maiva navazhinji vaiva namaperembudzi panguva yomuporofita Erisha asi hakuna nomumwe wavo akabviswa maperembudzi akachenurwa, kunze kwaNaamani muSiria.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwakanga kuna vaiva namaperembudzi vazhinji pakati pavaIsiraeri pamazuva omuporofita Erisha; hakuna mumwe wavo akanatswa, asi Naamani bedzi, muSiria.”
Shona 2009?
Uye vanemaperembudzi vazhinji vaivako kuvaIsraeri pamazuva omuporofita Erisha; asi hakunomumwe wavo vakanatswa, kunze kwaNaamani muSiria.
Shona SUB 2002 Bible
Kwakanga kuna vaiva namaperembudzi vazhinji pakati paVaIsiraeri pamazuva omuporofita Erisha; hakuna mumwe wavo akanatswa, asi Naamani bedzi, muSiria.”