Luke 4:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakaɓurukira Kapernaume, raiʋa guta reGarirea; akasiʋadzidzisa nemisi yesaɓata;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaburuka zasi kweKapenaume, guta riri muGarirea, akatanga kudzidzisa vanhu nomusi weSabata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu wakazodzika Kapenaumu, guta reGarirea, kwaakadzidzisa vanhu pamusi weSabata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akaburukira Kapenaume, raiva guta reGariria; akasivadzidzisa nemisi yeSabata;
Shona 2009?
Zvino wakaburukira Kapenaume, guta reGariri; uye waivadzidzisa nemasabata.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akaburukira Kapenaume, raiva guta reGareriya; akasivadzidzisa nemisi yeSabata;