Luke 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋacimumanikidza kuti ʋanzwe shoko raMŋari, iye amire paguŋgwa reGenesareta,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva Jesu zvaakanga amire paGungwa reGenesareti, vanhu vakaungana vakamukomberedza vachiteerera kushoko raMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu zvavakanga vachiti unga — unga padyo naJesu vachida kunzwa shoko raMwari, iye akanga akamira pamahombekombe egungwa reGenesareti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, vanhu vazhinji vakati vachimumanikidza kuti vanzwe shoko raMwari, iye amire pagungwa reGenesareti,
Shona 2009?
Zvino zvakaitika kuti vanhu vazhinji vakati vachimumbandidzira kuti vanzwe shoko raMwari, iye akamira parutivi rwegungwa reGenesareta;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, vanhu vazhinji vakati vachimumanikidza kuti vanzwe shoko raMwari, iye amire paGungwa reGenesareti,