Luke 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ʋakati ʋaisa magwa kunyika, ʋakasiya ɀose ʋakamuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakakwevera magwa avo kumahombekombe, vakasiya zvose uye vakamutevera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvitsa magwa avo pamahombekombe, vakasiya zvose vakamutevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, vakati vaisa magwa kunyika, vakasiya zvose vakamutevera.
Shona 2009?
Zvino, vakati vaisa zvikepe kunyika, vakasiya zvose vakamutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, vakati vaisa magwa kunyika, vakasiya zvose vakamutevera.