Luke 5:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuʋurisa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakaʋuŋgana kuzo mu nzwa, nokuporeswa matenda aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mukurumbira wake wakapararira kwazvo, zvokuti vanhu vazhinji zhinji vakauya kuzomunzwa uye kuti vaporeswe zvirwere zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mukurumbira wake wakatopararira kwose kwose. Uzhinji hwavanhu hwakaungana kuzomunzwa nokuporeswa matenda avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuurisa; vanhu vazhinji-zhinji vakaungana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda avo.
Shona 2009?
Asi mukurumbira wake wakanyanya kupararira kose; zvaunga zvikuru zvakavungana kuzomunzwa, nokuporeswa naye matenda avo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuurisa; vanhu vazhinji zhinji vakaungana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda avo.