Luke 5:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati aciʋona kutenda kwaʋo, akati: Murume, wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati aona kutenda kwavo, akati, “Shamwari, zvivi zvako zvaregererwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino paakaona chitendero chavo, Jesu akati, “Hama zvitadzo zvako zvaregererwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati achiona kutenda kwavo, akati, “Murume, wakanganwirwa zvivi zvako.”
Shona 2009?
Iye wakati avona kutenda kwavo, akati kwaari: Murume, zvivi zvako wazvikangamwirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati achiona kutenda kwavo, akati, “Murume, wakanganwirwa zvivi zvako.”