Luke 5:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu, ɀaaiziʋa mifuŋgo yaʋo, akapindura, akati kwaʋari: Munofuŋgeiko mumŋoyo yenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu aiziva zvavaifunga uye akabvunza achiti, “Seiko muchifunga zvinhu izvi mumwoyo yenyu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akaona pfungwa dzavo akavapindura achiti, “Munofungireiko zvakadai mumwoyo menyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu, zvaaiziva mifungo yavo, akapindura, akati kwavari, “Munofungeiko mumwoyo yengu?
Shona 2009?
Zvino Jesu, paakaziva mifungo yavo, akapindura, akati kwavari: Munofungeiko mumoyo yenyu?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu, zvaaiziva mifungo yavo, akapindura, akati kwavari, “Munofungeiko mumwoyo yenyu?