Luke 5:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinyiko cakareruka, kuti: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako, kana kuti: Simuka, ufambe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndezvipiko zvakareruka: kuti, ‘Zvivi zvako zvaregererwa,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe’?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakareruka ndechipi, kuti, ‘Waregererwa zvitadzo zvako,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chiiko chakareruka, kuti, ‘Wakanganwirwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’
Shona 2009?
Chinyiko chakareruka, kuti: Zvivi zvako wazviregererwa; kana kuti: Simuka, ufambe?
Shona SUB 2002 Bible
Chiiko chakareruka, kuti, ‘Wakanganwirwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’