Luke 5:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akasimuka pakarepo pamberi paʋo, akatora caakaŋga aʋete pamsoro paco, akaenda kumba kwake, acirumbidza Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo akasimuka pamberi pavo, akatora rukukwe rwaakanga avete parwuri akaenda kumba achirumbidza Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo munhu uya akabva asimuka vose vachizviona, ndokutora chaakanga avete chiya ndokuenda kumusha achirumbidza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akasimuka pakarepo pamberi pavo, akatora chaakanga avete pamusoro pacho, akaenda kumba kwake, achirumbidza Mwari.
Shona 2009?
Pakarepo akasimuka pamberi pavo, akatora chaakanga avete pamusoro pacho, akaenda kumba kwake, achirumbidza Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Akasimuka pakarepo pamberi pavo, akatora chaakanga avete pamusoro pacho, akaenda kumba kwake, achirumbidza Mwari.