Luke 5:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakashamiswa ʋose, ʋakarumbidza Mŋari, ʋakatya kwaɀo, ʋaciti: Taʋona maɗambi nhasi!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose akashamiswa nazvo akarumbidza Mwari. Vakazadzwa nokutya vakati, “Taona zvinhu zvinoshamisa nhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose zvakavakatyamadza kwazvo, vakarumbidza Mwari, uye vakaputirwa nokutya vachiti, “Nhasi taona zvinoshamisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakashamiswa vose, vakarumbidza Mwari, vakatya kwazvo, vachiti, “Taona madambi nhasi!”
Shona 2009?
Kushamisika kukabata vose, vakarumbidza Mwari, vakazadzwa nokutya, vachiti: Tavona chisivonekwe nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakashamiswa vose, vakarumbidza Mwari, vakatya kwazvo, vachiti, “Taona madambi nhasi!”