Luke 5:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akasiya ɀose, akasimuka, akamuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Revhi akasimuka, akasiya zvinhu zvose uye akamutevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akasiya zvose, akasimuka ndokumutevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akasiya zvose, akasimuka, akamutevera.
Shona 2009?
Iye akasiya zvose, akasimuka akamutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akasiya zvose, akasimuka, akamutevera.