Luke 5:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mazuʋa acaȿika; ɀino kana cikomba cazobviswa kwaʋari, ʋacaɀinyima ɀokudya namazuʋa iwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nguva ichauya apo chikomba chichabviswa kwavari; mumazuva iwayo vachatsanya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mazuva achasvika; zvino kana muwani azobviswa kwavari, vachazvinyima zvokudya namazuva iwayo.”
Shona 2009?
Asi mazuva achasvika, apo chikomba chichabviswa kwavari, zvino ipapo vachatsanya namazuva iwayo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mazuva achasvika; zvino kana muwani azobviswa kwavari, vachazvinyima zvokudya namazuva iwayo.”

Recommended Reading