Luke 5:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi waini itȿa inofanira kuɗirwa muhomboɗo itȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete, waini itsva inofanira kudirwa mumaguchi amatehwe matsva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi waini itsva inofanira kudirwa muhombodo itsva.
Shona 2009?
Asi waini itsva inofanira kuiswa muhombodo itsva zvose zvichengetedzeke.
Shona SUB 2002 Bible
asi waini itsva inofanira kudirwa muhombodo itsva.