Luke 5:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunomunhu unoti kana anwa tsaru, uŋgazoɗa itȿa; nokuti unoti: Tsaru ndiyo yakaiȿo‐naka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye hakuna munhu anoti ambonwa waini tsaru ozoda waini itsva, nokuti anoti, ‘Tsaru iri nani.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye hakuna munhu anoti kana anwa waini yakare angazoda itsva, nokuti anoti, ‘Yakare ndiyo yakanaka.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna munhu anoti kana anwa waini tsaru, angazoda itsva; nokuti anoti, ‘Tsaru ndiyo yakaisvonaka.’ ”
Shona 2009?
Uye hakuna munhu unoti kana amwa \add waini\add* sharu, pakarepo akashuva itsva; nokuti unoti: Sharu iri nani.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna munhu anoti kana anwa waini tsaru, angazoda itsva; nokuti anoti, ‘Tsaru ndiyo yakaisvonaka.’ ”