Luke 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati apedza kutaura, akati kunaSimoni: Pindai kwakadzika, mukande ʋutaʋa bgenyu, kuti muɓate.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Chiriswededza kwakadzika ugokanda usvasvi ubate hove.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Enda kwakadzika, mudzikise usvasvi hwenyu mubate hove.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Endai kwakadzika, mukande husvasvi hwenyu, kuti mubate.”
Shona 2009?
Wakati apedza kutaura, akati kunaSimoni: Pinda kwakadzika ukande mimbure yenyu kuti ubate.
Shona SUB 2002 Bible
Akati apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Endai kwakadzika, mukande husvasvi hwenyu, kuti mubate.”