Luke 5:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaninira shamŋari dzaʋo munerimŋe igwa, kuti ʋaʋuye kuzoʋaɓatsira. Ʋakaʋuya, ʋakazadza magwa ose ari maʋiri, akaŋga onyura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakaninira vamwe vavo vakanga vari mune imwe igwa kuti vauye vazovabatsira, ivo vakauya vakazadza magwa ose ari maviri; akazara zvokuti akatanga kunyura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vakaninira vamwe vavo, vaiva mune rimwe igwa, kuti vauye kuzovabatsira. Vakauya, vakazadza magwa ose ari maviri zvokuti akanga oda kutonyura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaninira shamwari dzavo mune rimwe igwa, kuti vauye kuzovabatsira. Vakauya, vakazadza magwa ose ari maviri, akanga onyura.
Shona 2009?
Vakaninira vamwe \add vavo\add* vakanga vari mune chimwe chikepe, kuti vauye kuzovabatsira; vakavuya vakazadza zvikepe zvose zviri zviviri, zvokuti zvakatanga kunyura.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaninira shamwari dzavo mune rimwe igwa, kuti vauye kuzovabatsira. Vakauya, vakazadza magwa ose ari maviri, akanga onyura.