Luke 6:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akariŋga‐riŋga aciʋatarira ʋose, akati kwaari: Tambanudza ruʋoko rwako. Akaɗaro, ruʋoko rwake rukaʋandudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatarisa kwavari vose, ipapo akati kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Iye akaita saizvozvo, uye ruoko rwake rukavandudzwa kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaringa — ringa achitarisa vose ndokuti kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Akabva aita saizvozvo; ruoko rwake rukabva rwatasamuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akaringa-ringa achivatarira vose, akati kwaari, “Tambanudza ruoko rwako.” Akadaro, ruoko rwake rukavandudzwa.
Shona 2009?
Ipapo akaringa-ringa kwavari vose, akati kumurume: Tambanudza ruvoko rwako. Akaita saizvozvo. ruvoko rwake rukararama rukava sorumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akaringa–ringa achivatarira vose, akati kwaari, “Tambanudza ruoko rwako.” Akadaro, ruoko rwake rwukavandudzwa.