Luke 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo wakaɓuɗira kugomo kundonyeŋgetera, akapedza ʋusiku bgose pakunyeŋgetera kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nerimwe ramazuva iwayo, Jesu akabuda akaenda kugomo kuti andonyengetera, uye akapedza usiku hwose achinyengetera kuna Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamazuva iwayo Jesu akabuda akaenda kugomo kundonamata. Akapedza usiku hwose achinamata kuna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayo akabudira kugomo kundonyengetera, akapedza usiku hwose achinyengetera kuna Mwari.
Shona 2009?
Zvino zvakaitika namazuva iwayo kuti wakabuda akaenda kugomo kundonyengetera; agara vusiku hwose mukunyengetera kuna Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva iwayo akabudira kugomo kundonyengetera, akapedza usiku hwose achinyengetera kuna Mwari.