Luke 6:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakati kwaedza, akaɗana ʋadzidzi ʋake; akasanaŋgura kwaʋari ʋanegumi naʋaʋiri, ʋaakatumidza zita rokuti ʋaapostora;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana, akadana vadzidzi vake akasarudza gumi navaviri pakati pavo, avo vaakatumidza kuti vapostori:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwaedza, akadana vadzidzi vake akasarudza pakati pavo gumi navaviri, vaakatumidza zita rokuti vapositori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakati kwaedza, akadana vadzidzi vake; akasarudza kwavari vane gumi navaviri vaakatumidza zita rokuti vapostori;
Shona 2009?
Zvino kwakati kwaedza, akadana vadzidzi vake; akasanangura kwavari vanegumi navaviri vaakatumidzavo \add kuti\add* vapositora;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakati kwaedza, akadana vadzidzi vake; akasarudza kwavari vane gumi navaviri vaakatumidza zita rokuti vapostori;