Luke 6:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simoni, waakatumidza ʋo Petro, naAndrea, munuŋuna wake, naJakobo, naJohane, naFiripo, naBartoromeo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simoni (uyo waakatumidza kuti Petro), munun'una wake Andirea, Jakobho, Johani, Firipi, Bhatoromeo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunoti Simoni waakatumidza zita rokuti Pita, naAndireya munun'una wake, kwoti Jemusi, naJohani, kwozoti Firipi, naBhatoromeo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simoni, waakatumidzao Petirosi, naAndireya, munun'una wake, naJakobho, naJohani, naFiripi, naBhatoromeo,
Shona 2009?
Simoni, waakatumidzavo Petro, naAndiriya munun'una wake, Jakobho naJohwani, Firipi naBhartoromiyo,
Shona SUB 2002 Bible
Simoni, waakatumidzao Petirosi, naAndireya, munun'una wake, naJakobho, naJohani, naFiripi, naBhatoromiyo,