Luke 6:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naMateo, naTomasi, naJakobo mŋanakomana waArfeo, naSimoni, wainzi Zerote;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mateo, Tomasi, Jakobho mwanakomana waArifeasi, Simoni ainzi muZeroti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tevere Mateu, naTomasi, kwouya Jemusi mwana waArifeo, naSimoni muZiroti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naMateu, naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeo, naSimoni, ainzi Zerote;
Shona 2009?
Matewu naTomasi, Jakobho waArifiyosi, naSimoni wainzi Ziroti;
Shona SUB 2002 Bible
naMateu, naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeusi, naSimoni, ainzi Zerote;