Luke 6:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naJudasi mŋanakomana waJakobo; naJudasi Iskarioti, wakazomupandukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Judhasi mwanakomana waJakobho, naJudhasi Iskarioti, uyo akazova mupanduki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokuzouyawo Judhasi mwana waJemusi, naJudhasi Isikariyoti uya akazova mupanduki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naJudhasi mwanakomana waJakobho; naJudhasi Isikarioti, akazomupandukira.
Shona 2009?
naJudhasi waJakobho, naJudhasi Isikariyoti, wakazova mutengesi.
Shona SUB 2002 Bible
naJudhasi mwanakomana waJakobho; naJudhasi Isikarioti, akazomupandukira.