Luke 6:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaŋga ʋaʋuya kuzomunzwa, nokuporeswa hosha dzaʋo. Naʋakaŋga ʋacitambudzika nemŋeya yetȿina ʋakaporeswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakanga vauya kuzomunzwa uye kuti vazoporeswa pahosha dzavo. Vaya vakanga vachimanikidzwa nemweya yakaipa vakaporeswa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakanga vauya kuzonzwa zvaaitaura nokuporeswa matenda avo. Uye vakanga vachitambudzwa nemweya yakaipa vakaporeswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakanga vauya kuzomunzwa, nokuporeswa hosha dzavo. Navakanga vachitambudzika nemweya yakan'ora vakaporeswa.
Shona 2009?
navakanga vachitambudziwa nemweya yetsvina, vakaporeswa.
Shona SUB 2002 Bible
vakanga vauya kuzomunzwa, nokuporeswa zvirwere zvavo. Navakanga vachitambudzika nemweya yakan'ora vakaporeswa.