Luke 6:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakatarisisa ʋadzidzi ʋake, akati: Makaropafadzwa imi ʋarombo, nokuti ʋushe bgaMŋari ndobgenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatarira kuvadzidzi vake, akati: “Makaropafadzwa imi varombo, nokuti umambo hwaMwari ndohwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Jesu akatarisa vadzidzi vake ndokuti, “Makakomborerwa zvenyu imi varombo nokuti umambo hwaMwari ndohwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatarisisa vadzidzi vake, akati, “Makaropafadzwa imi varombo, nokuti ushe hwaMwari ndohwenyu.
Shona 2009?
Zvino wakasimudzira meso ake kuvadzidzi vake, akati: Makaropafadzwa varombo, nokuti ushe bwaMwari ndobwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatarisisa vadzidzi vake, akati, “Makaropafadzwa imi varombo, nokuti ushe hwaMwari ndohwenyu.